20 Kunyange zvakadaro, Sihoni haana kuvimba navaIsraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akaunganidza vanhu vake vose vakandodzika musasa paJahazi uye vakarwa navaIsraeri.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11
Maonero Vatongi 11:20 akapoteredza