21 “Ipapo Jehovha, Mwari waIsraeri, akaisa Sihoni navanhu vake vose mumaoko avaIsraeri, uye vakavakunda. Israeri yakatora nyika yose yavaAmori vaigara munyika iyo,
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11
Maonero Vatongi 11:21 akapoteredza