Vatongi 13:10 BDMCS

10 Mukadzi akakurumidza kundoudza murume wake akati, “Ari pano! Murume uya akazviratidza kwandiri zuva riya!”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:10 akapoteredza