11 Manoa akasimuka akatevera mukadzi wake. Akati asvika pamurume uya, akati, “Ndimi here makataura kumukadzi wangu?” Iye akati, “Ndini.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13
Maonero Vatongi 13:11 akapoteredza