Vatongi 13:16 BDMCS

16 Mutumwa waJehovha akapindura akati, “Kunyange dai mukandibata henyu, handingadyi chokudya chenyu chipi zvacho. Asi kana muchigadzira chipiriso chinopiswa, chipei kuna Jehovha.” (Manoa haana kuziva kuti akanga ari mutumwa Jehovha.)

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:16 akapoteredza