Vatongi 13:17 BDMCS

17 Ipapo Manoa akabvunza mutumwa waJehovha akati, “Zita renyu ndianiko, kuitira kuti tigokukudzai pachazadziswa shoko renyu?”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:17 akapoteredza