Vatongi 13:19 BDMCS

19 Ipapo Manoa akatora kambudzana, pamwe chete nechipiriso chezviyo, akazvibayira kuna Jehovha paruware. Uye Jehovha akaita chinhu chinoshamisa, Manoa nomukadzi wake vakatarisa:

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:19 akapoteredza