Vatongi 13:20 BDMCS

20 Murazvo wakati uchikwira kubva paaritari wakananga kudenga, mutumwa waJehovha akakwira ari mumurazvo. Vakati vaona izvi, Manoa nomukadzi wake vakawira pasi nezviso zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:20 akapoteredza