Vatongi 14:12 BDMCS

12 Samusoni akati kwavari, “Regai ndikutaurirei chirahwe. Kana mukagona kuchidudzira mukati mamazuva manomwe omutambo, ini ndichakupai nguo dzomucheka dzinosvika makumi matatu nehanzu makumi matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14

Maonero Vatongi 14:12 akapoteredza