13 Kana musingagoni kudzidudzira, imi munofanira kundipa nguo dzomucheka makumi matatu namakumi matatu ehanzu.” Ivo vakati, “Tiudze chirahwe chako. Rega tichinzwe.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14
Maonero Vatongi 14:13 akapoteredza