Vatongi 15:18 BDMCS

18 Nemhaka yokuti akanga ava nenyota chaizvo, akadanidzira kuna Jehovha akati, “Mapa muranda wenyu kukunda kukuru. Zvino ndofira pano nenyota here uye ndigowira mumaoko avasina kudzingiswa?”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15

Maonero Vatongi 15:18 akapoteredza