Vatongi 15:19 BDMCS

19 Ipapo Mwari akazarura mukaha muRehi, uye mvura ikabuda mauri. Samusoni akati anwa, simba rake rakadzoka maari uye akamutsiridzwazve. Saka tsime iro rakanzi Eni Hakore, uye richirimo muRehi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15

Maonero Vatongi 15:19 akapoteredza