Vatongi 15:4 BDMCS

4 Saka akabuda akandobata makava mazana matatu akaasunganidza miswe yawo achiita maviri maviri. Ipapo akaisa zhenje pakati pemiswe miviri miviri yacho

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15

Maonero Vatongi 15:4 akapoteredza