Vatongi 15:5 BDMCS

5 Akatungidza mazhenje akaregedza makava akapinda muzviyo zvavaFiristia zvakanga zvimire. Akapisa zviyo zvakanga zvakohwewa nezvakanga zvimire mumunda, pamwe chete neminda yemizambiringa neyemiorivhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15

Maonero Vatongi 15:5 akapoteredza