Vatongi 15:6 BDMCS

6 VaFiristia pavakabvunza kuti, “Ndianiko aita izvi?” vakaudzwa kuti, “NdiSamusoni, mukuwasha, womuTimina, nemhaka yokuti mukadzi wake akapiwa kushamwari yake.” Saka vaFiristia vakaenda vakandomupisa iye nababa vake vakafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15

Maonero Vatongi 15:6 akapoteredza