Vatongi 16:1 BDMCS

1 Rimwe zuva Samusoni akaenda kuGaza, kwaakandoona chifeve. Akapinda usiku kuti andovata naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:1 akapoteredza