Vatongi 16:2 BDMCS

2 Vanhu veGaza vakaudzwa kuti, “Samusoni ari pano!” Saka vakakomba nzvimbo iyo vakamuvandira usiku pasuo reguta. Havana kumbosuduruka panguva yousiku vachiti, “Tichamuuraya panguva yamambakwedza.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:2 akapoteredza