Vatongi 16:26 BDMCS

26 Samusoni akati kumuranda akanga akabata ruoko rwake, “Ndiise pandinogona kubata mbiru dzinotsigira temberi, kuitira kuti ndisendamire padziri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:26 akapoteredza