27 Zvino temberi yakanga izere navarume navakadzi; vatongi vose vavaFiristia vakanga varimo uye padenga pakanga pane varume navakadzi vanenge zviuru zvitatu vakatarira Samusoni achitamba.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16
Maonero Vatongi 16:27 akapoteredza