Vatongi 16:28 BDMCS

28 Ipapo Samusoni akanyengetera kuna Jehovha akati, “Haiwa Ishe Jehovha, ndirangarirei. Imi Mwari, ndapota hangu, ndisimbisei henyu nguva ino bedzi, uye nditenderei kamwe chete kuti nditsive vaFiristia nokuda kwameso angu maviri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:28 akapoteredza