Vatongi 16:7 BDMCS

7 Samusoni akamupindura akati, “Kana munhu upi zvake akandisunga netambo itsva nomwe dzisina kuomeswa, ndichava munhu asina simba, somumwewo munhu zvake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:7 akapoteredza