Vatongi 17:3 BDMCS

3 Akati adzorera mashekeri esirivha chiuru nezana rimwe chete, kuna mai vake, ivo vakati, “Ndinotsaurira Jehovha sirivha yangu nomwoyo wose kuti mwanakomana wangu aite chifananidzo chakavezwa nomufananidzo wakaumbwa wesimbi. Ndichazoidzosera kwauri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 17

Maonero Vatongi 17:3 akapoteredza