Vatongi 17:4 BDMCS

4 Saka akadzosera sirivha kuna mai vake, uye mai vake vakatora mazana maviri amashekerib esirivha vakaapa kumupfuri wesirivha, akaita nawo mufananidzo wakavezwa nomufananidzo wakaumbwa. Uye zvakaiswa mumba maMika.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 17

Maonero Vatongi 17:4 akapoteredza