Vatongi 19:15 BDMCS

15 Imomo, ndimo mavakamira kuti vavate. Vakaenda vakandogara muchivara cheguta, asi hapana munhu akavatora akavapinza mumba make usiku.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:15 akapoteredza