Vatongi 19:16 BDMCS

16 Madekwana iwayo, imwe harahwa yaibva munyika yezvikomo yeEfuremu, yaigara muGibhea (vanhu venzvimbo vaiva vaBhenjamini), yakasvika ichibva kubasa rayo kumunda.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:16 akapoteredza