Vatongi 19:18 BDMCS

18 Akapindura akati, “Tiri kubva kuBheterehema muJudha; tiri kuenda kure kunyika yezvikomo yeEfuremu, ndiko kwandinogara. Ndakanga ndiri kuBheterehema muJudha, asi iye zvino ndiri kuenda kumba kwaJehovha. Hapana munhu anditora akandipinza mumba make.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:18 akapoteredza