Vatongi 19:19 BDMCS

19 Tine zvose mashanga nouswa hwembongoro dzedu uye chingwa chedu newaini yedu, isu varanda venyu, ini, murandakadzi wenyu, nejaya ratiinaro. Hatina chinhu chatingada hedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:19 akapoteredza