Vatongi 19:23 BDMCS

23 Muridzi wemba akabuda panze akati kwavari, “Kwete, shamwari dzangu, regai kuita zvakaipa kudai. Sezvo murume uyu ari mueni wangu, regai kuita chinhu ichi chinonyadzisa kudai.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:23 akapoteredza