Vatongi 19:24 BDMCS

24 Tarirai, heyi mhandara mwanasikana wangu uyu, uye murongo wake. Ndichavabudisira kwamuri izvozvi, uye munogona kuvabata uye mugoita kwavari zvose zvamunoda. Asi kumurume uyu, regai kuita chinhu chinonyadzisa zvakadaro.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:24 akapoteredza