Vatongi 19:25 BDMCS

25 Asi varume ava havana kuda kumuteerera. Saka murume uyu akatora murongo wake akamuendesa kunze kwavari, uye vakamubata chibharo vakamuchinya usiku hwose, uye panguva dzamambakwedza vakamuregedza kuti aende.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:25 akapoteredza