Vatongi 19:3 BDMCS

3 murume wake akaenda kwaari kundomunyengetedza kuti adzoke. Akanga ane muranda wake nembongoro mbiri. Akamupinza mumba mababa vake, uye baba vake vakati vamuona, vakamugamuchira nomufaro.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:3 akapoteredza