4 Tezvara vake, ivo baba vomusikana, vakamugombedzera kuti agare; saka akagara naye kwamazuva matatu, vachidya nokunwa uye achivatapo.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19
Maonero Vatongi 19:4 akapoteredza