5 Pazuva rechina vakamuka mangwanani vakagadzirira kuti vaende, asi baba vomusikana vakati kumukuwasha wavo, “Simbisa mwoyo wako nechokudya; ipapo mugoenda henyu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19
Maonero Vatongi 19:5 akapoteredza