Vatongi 19:8 BDMCS

8 Mangwanani ezuva reshanu, paakamuka kuti aende, baba vomusikana vakati, “Simbisa mwoyo wako. Gara kusvikira masikati!” Saka vose vari vaviri vakadya pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:8 akapoteredza