Vatongi 19:9 BDMCS

9 Ipapo murume, murongo wake uye nomuranda wake, vakati vasimuka kuti vaende, tezvara wake, baba vomusikana vakati, “Zvino chiona kwava kudoka. Chivata hako pano usiku huno; kwavira. Gara ufadze mwoyo wako. Mangwana mangwanani, ungamuka ugopinda hako munzira yako.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:9 akapoteredza