Vatongi 2:12 BDMCS

12 Vakarasa Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, akanga avabudisa kubva muIjipiti. Vakatevera uye vakanamata vamwari vakasiyana-siyana vamarudzi akanga akavapoteredza. Vakatsamwisa Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:12 akapoteredza