Vatongi 2:17 BDMCS

17 Kunyange zvakadaro havana kuzoteerera kuvatongi vavo asi vakaita ufeve navamwe vamwari uye vakavanamata. Havana kuita samadzibaba avo, nokuti vakakurumidza kutsauka munzira yaifamba madzibaba avo, nzira yokuteerera kumirayiro yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:17 akapoteredza