Vatongi 2:18 BDMCS

18 Pose pavaimutsirwa mutongi naJehovha, iye aiva nomutongi uyo, uye aivaponesa kubva mumaoko avavengi vavo, mutongi paainge achiri mupenyu; nokuti Jehovha ainge avanzwira ngoni pavaigomera vari pasi pavaya vaivadzvinyirira nokuvanetsa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:18 akapoteredza