Vatongi 20:25 BDMCS

25 Nguva iyi, vaBhenjamini pavakabuda kubva muGibhea kuti vandovarwisa, vakauraya vamwezve zviuru gumi nezvisere zvavaIsraeri, vose vakanga vakapakata minondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:25 akapoteredza