Vatongi 20:26 BDMCS

26 Ipapo vaIsraeri, vanhu vose vakakwira kuBheteri, uye ikoko vakandogara pasi vachichema pamberi paJehovha. Vakatsanya pazuva iro kusvikira madekwana uye vakapa kuna Jehovha zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:26 akapoteredza