Vatongi 20:47 BDMCS

47 Asi varume mazana matanhatu vakatendeuka vakatizira murenje kuruware rweRimoni, kwavakandogara kwemwedzi mina.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:47 akapoteredza