Vatongi 20:48 BDMCS

48 Varume veIsraeri vakadzokera kuBhenjamini uye vakaparadza maguta ose nomunondo, kusanganisira mhuka nezvimwe zvose zvavakawana. Maguta ose avakaona vakaapisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:48 akapoteredza