Vatongi 21:21 BDMCS

21 uye mutarire. Vasikana veShiro pavanobuda kuti vandotamba navamwe, ipapo mumhanye muchibva muminda yemizambiringa uye mumwe nomumwe wenyu azvitorere mukadzi kubva kuvasikana veShiro mugoenda henyu kunyika yavaBhenjamini.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 21

Maonero Vatongi 21:21 akapoteredza