Vatongi 21:22 BDMCS

22 Madzibaba avo kana hanzvadzi dzavo pavanouya kuzomhan'ara kwatiri, isu tichati kwavari, ‘Tiitirei henyu zvakanaka nokuvabatsira, nokuti hatina kuvawanira vakadzi panguva yehondo, uye imi hamuna mhosva, sezvo musina kupa vanasikana venyu kwavari.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 21

Maonero Vatongi 21:22 akapoteredza