Vatongi 21:23 BDMCS

23 Saka ndizvo zvakaitwa navaBhenjamini. Vasikana vachiri kutamba, murume mumwe nomumwe akabata musikana ndokuenda naye kuti ave mukadzi wake. Ipapo vakadzokera kunhaka yavo uye vakavakazve maguta vakagara maari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 21

Maonero Vatongi 21:23 akapoteredza