Vatongi 5:14 BDMCS

14 Vamwe vakauya vachibva kwaEfuremu, midzi yavo yakanga iri muna Amareki; Bhenjamini akanga ari pakati pavanhu vakakutevera iwe. Kubva kuna Makiri vatungamiri vakaburuka, kubva kuZebhuruni avo vanotakura tsvimbo yomutungamiri wehondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 5

Maonero Vatongi 5:14 akapoteredza