Vatongi 5:15 BDMCS

15 Machinda aIsakari akanga ana Dhibhora; hongu Isakari akanga ana Bharaki, vachimhanyira kumupata vachimutevera. Mudunhu raRubheni makanga muno kunzvera kwomwoyo kukuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 5

Maonero Vatongi 5:15 akapoteredza