Vatongi 6:21 BDMCS

21 Mutumwa waJehovha akagunzwa nyama nechingwa chisina mbiriso nomuromo wetsvimbo yaiva muruoko rwake. Moto wakabuda paruware, ukapisa nyama nechingwa. Ipapo mutumwa waJehovha akanyangarika.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:21 akapoteredza