Vatongi 6:22 BDMCS

22 Gidheoni akati aziva kuti akanga ari mutumwa waJehovha, akadanidzira akati, “Maiwe, Ishe Jehovha! Ndaona mutumwa waJehovha chiso nechiso!”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:22 akapoteredza