Vatongi 6:29 BDMCS

29 Vakabvunzana vakati, “Ndianiko aita izvi?” Vakati vanyatsoferefeta, vakaudzwa kuti, “Gidheoni mwanakomana waJoashi ndiye aita izvi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:29 akapoteredza